Iri number rine ma kuxed feelings.. ini hangu i like.. but bhebhi riri ku zvonyonga pamots surrend… but ya ka number ka one
Internet Junkie
Ka number aka Kano nakidza ππ½
Ngonidzashe Mushamiri
haa pope outfit no shinso
Edward Mukuze
You Utd
beven maposa
ππππ
Tafadzwa Chabvuta
kusimba here uku vaumana, aewa mawayawaya akadzora
benson mangwanya
isai ft yours wenyu
Tendai Enia Nyika
ko allan kungobuda wakanyarara chiii nhayi?Haisi mechanic industry its music industry.Ita zvemaengine izvi hazvisi zvako siya macelebrity aite zveucelebrity
jah hanief
Big up Shinso…big song
lloyd Zhanda
Havard University Approvesπ
Tanaka Makusha
shinso upelile pelila bro, try farming
Nyamhunga Robison T
Munondigonera mukuruu mrambe makadaro
rutendo kokerai
shaku shaku moves on point
Darfe Muzira
shinso adzoka manje
angela daniel
kepamotor kandiuraya aaaa πππππ
Norman Chihuri
Baba makura shemu
Ignatius Makumborenga
Whats the connection here.. the bishop and nuns….celebrity status..??
zimba ngoma
Nhamba riri bhoo but video harikunyatsoti giii pamwe tachaidzwa nanice too much gore rino,dai mapfekera ma dancers avhara mahwani coz sisi varikuda kunyenga mota avo hapana zviripo ,naxo unosimbo buditsa good quality picture indava sooπ§
Patrick Jr
Shinso mira mafunnies, isa music paspotify iyiππ₯
Zvese bhoo baba Divante π₯π₯π₯ππ
nyanyestiiiiiiiiiiiiii
yes go back to what you good at